DuraMazwi
Browse Words
Words

chimukiro

Shona Definition

Kana munhu achiti chimukiro anenge achireva kuti kubvira nguva yaamuka. Handina chandadya chimukiro.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.