Browse Words
Shona Definition
Ku kuchukudza kuramba uchizunza kamudziyo kanenge kakaiswa mvura kana mushonga kana zvimwewo zvinwiwa. Mishonga mizhinji inoita zvokunwiwa yakanyorwa kunzi, "Kuchukudza zvakanaka".
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.