DuraMazwi
Browse Words
Words

kuche

Shona Definition

Kuti kuche kumwaya kana kudira zvinhu zvakawandisa mune chimwe chinhu. Mai Chorosi vakati munyu kuche mumuriwo wemurume wavo vachida kumukaurisa. Vakomana vemombe vakati mombe kuche mubindu ravaShaya, vachitsiva kutukwa kwavainge vavaita.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.