Browse Words
Shona Definition
Ku kiya kuvhara nechisimbi kana kuti ganje, rinoti kana rabata unotozovhura bedzi nekamwana kesimbi kakagadzirirwa izvozvo. Kiya kiyi yepagonhi kuti mbavha dziregopinda mumba medu tisi pano. ANTONYMS -kiyinura, -kiyinuka. Kana chimwe chinhu chaku kiya chinenge chakubata zvakasasimba. Mupeta wakanga wamukiya. Shamwari, weti yanga yandikiya. -fasa .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.