Used in other entries
“Mumakwikwi omukombe iwoyo bedzi, Nyenganyenga akagohwesa kanokwana kasere kese.”
from ke-“Ku kiya kuvhara nechisimbi kana kuti ganje, rinoti kana rabata unotozovhura bedzi nekamwana kesimbi kakagadzirirwa izvozvo.”
from -kiya“Ku haya kutora mudziyo wamunobhadhara kuti mungoshandisa bedzi.”
from -haya“Mudyanerembwa anofara bedzi kana nguva yekudya yakwana.”
from mudyanerembwa“Fikisi rudzi rwebhasikoro rinotenderedzwa cheni richienda mberi bedzi, rozomiswa nokutsika zvitivhiri uchidzorera kumashure.”
from fikisi“Gutsu chitima chinotakura zvinhu bedzi, kwete vanhu.”
from gutsu