Browse Words
Shona Definition
Kana uka dhivana nemumwe munhu zvinoreva kuti unenge waonana naye musina kuzvironga uye musingafungiri. -sangana . Kana zvinhu zviviri zvika dhivana , zvinenge zvasanganiswa izvo zvisingafaniri, sezvakaita upfu nomunyu.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.