Browse Words
Shona Definition
Ichi chisazita chinomirira vananyakutaurirwa vakawanda, kana kuti mumwe chete anoremekedzwa. Imi vana vechikoro munenge muchitsvakei mumabhawa? Ndinenge ndichiziva zvangu kuti imi sekuru vangu hamumbondirasa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Ku nyuka kubuda kunoita munhu, mhuka kana chimwewo chinhu kubva mumvura, muvhu kana imwewo nzvimbo, imi musingambofungidziri.”
from -nyuka“imi .”
from imwi“Kubvira gore rakapera muchingondinyenga, nhai bhudhi imi, hamunete here?”
from kubvira“Kana mukaita mashiriapungana munenge masvikowana vanhu vane basa ravari kuita, imi mobva matobatsiranawo navo.”
from mashiriapungana“Ndakasarooneka muchangobuda imi.”
from -saro-