Browse Words
Shona Definition
Chipimo mudziyo wokuyeresa zvinhu. Chipimo chesadza rapakamba chiduku. chiereso Chipimo muganhu unotarisirwa pamaitiro. Ukaona munhu ava kupisa imba nehasha, ndiko kunonzi kupenga zvisina chipimo. mwero
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Uku kunyanya kudisa chinhu kudarika chipimo.”
from chidakadaka“chipimo”
from chiereso“Gacha kuva nezvakawanda kupfuura chipimo.”
from gacha“Ku memeteka kuzara chaizvo kunoita chipimo, sekuti chezviyo kana chibage.”
from -memeteka“Ku rombedza kubika zvakapfurikidza chipimo chevanhu vanofanira kuzvidya.”
from -rombedza