Used in other entries
“Chigama munhu anopindira nyaya dzisiri dzake, kana dzisina chekuita naye, uye idzo anonga asina kusumwa.”
from chigama“Turika ndiro idzo pasherefu.”
from -turika“Kana uchi fudza mombe ndiwe unenge uchiswera nadzo uchidzichengeta, idzo dzichidya uswa nokumwa mvura.”
from -fudza“Ma furati dzimba dzokugara, dzinotova nemakamuri adzowo, asi idzo dziri mukati meimwe imba hombe, kazhinji kacho ichitova yemuturikidzwa.”
from furati“se dzauri kuona idzo in'ombe dzedu.”
from i-“Vamwe vanhu vane mimhu yakakura asi idzo dziri mbwende.”
from Matanda makuru mazunguniswa / pamwe ungasiya nerisina midzi