Used in other entries
“Hwato igwa rakavezwa kubva pahunde yomuti.”
from hwato“Muchapi munhu anokwasva mvura achichaira igwa.”
from muchapi“Kana munhu achi kwasva anenge achikupira mvura kumashure nedanda rakaita mugoti mberi kwaro, kuti igwa rifambe.”
from -kwasva“hwato mwandiya igwa”
from bwato“Chikwasvo chitanda chakagadzirwa kuti chifambise igwa mumvura, chichiikupira kumashure.”
from chikwasvo