Browse Words
Shona Definition
Ku turika kuisa mudziyo kana chimwewo chinhu pakakwirira. Turika ndiro idzo pasherefu. Ku turika imba kuipfurira neuswa kana marata. Ku turika mvura kushandisa mishonga kuti isanaya. Kana n'ombe ika turika inenge isisabudi mukaka, kana zviya muchiikama.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.