Used in other entries
“mhunzamusha Ndara ibundo regore rapera rinenge riri pamwe chete nebundo idzva regore idzva.”
from ndara“Murara uswa hunooma hworamba hwakangomira, rimwe bundo idzva diki richikura mukati maro.”
from murara“Takaswerotamba chipisi pamabiko egore idzva.”
from chipisi“Kana Chenai akapfeka dhirezi idzva unoona nokufamba achidadadzika.”
from -dadadzika“idzva .”
from dzva“Pazororo regore idzva vazukuru vanenge vakati chechenga pamba pambuya vachipembera.”
from chechenga