Used in other entries
“Idzi ishungu dzokuda kuti zvimwe zvinhu zviitike.”
from chirakaraka“Idzi inzungu dzakadzvurwa muduri, dzekugadzirisa dovi.”
from chidokohori“Idzi itsika nemagariro aiita madziteteguru edu makarekare.”
from chinyakare“Idzi inhengo dzemombe yauraiwa dzisingabikwi pamwe neimwe nyama.”
from makokotere“Idzi inguva dzekutanga kwezuva kusvika panozotangawo masikati.”
from mangwanani“mhindu Idzi injere kana unyanzvi hokukwanisa kuita zvinhu zvinoita kuti munhu akwanise kubuda panenge pakashata.”
from mabhindauko