DuraMazwi
Browse Words
Words

mabhindauko

Shona Definition

Kuita mabhindauko kugona kushandisa pfungwa mukuita zvinhu zvinovaka kana kuponesa mhuri. mhindu Idzi injere kana unyanzvi hokukwanisa kuita zvinhu zvinoita kuti munhu akwanise kubuda panenge pakashata. Akashandisa mabhindauko ake kuti apunyuke vavengi. mhindumupindu .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.