Used in other entries
“Vadzidzisi pavakanga vonyanya kuda zvekukwapura vana vechikoro hurumende yakabva yadzika mutemo wekuti hapana mudzidzisi anoranga mwana neshamhu.”
from -kwapura“Hurumende yakagumura vanhu vakawanda kubva pamabasa gore rapera.”
from -gumura“Nyika inzvimbo dziri pano pasi dzine hurumende nemitauro yadzo.”
from nyika“Mhirizhonga yanga iri mudhorobha yanga ichiitwa navadzidzi, vepayunivhesiti vachida kuti hurumende ivape mari yakawanda.”
from mhirizhonga“hurumende”
from gavhumende