Used in other entries
“Kana huruva ichi tibuka inenge ichibva pasi ichienda mudenga.”
from -tibuka“Ku tibura huruva kuisimudza yakawanda, sezvingaitwa nebhazi richipfuura.”
from -tibura“Kuti pfumbu kusumuka kunoita huruva nokuda kwechamupupuri kana zvimwewo zvinhu zvinokwanisa kurisumudza, zvakaita semotokari, ichifamba pasina tara.”
from pfumbu“Kuti pwititi kukwira kunoita chiutsi kana huruva mudenga.”
from pwititi“Uku kutamba kana kudzana zvinobudisa huruva.”
from bureteutsi“Iti bvuu bhachi rangu ribve huruva.”
from bvuu