Shona Definition
Nyika pasi pano patinogara, pane zvisikwa zvese. Nyika inzvimbo dziri pano pasi dzine hurumende nemitauro yadzo. Nyika yeZimbabwe ndiyo nyika inogara vaShona vakawanda, asi kuBotswana varikowo vashomashoma. Nyika matunhu aiti kare ainge achitongwa nashe mumwe chete.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Chirudzi mutauro wevanhu wakasiyana nowenyu, unoshandiswa nevanhu vakatama kubva kune dzimwe nyika.”
from chirudzi“Ku mbeya kufamba munhu achipedza nyika, asingambogare pasi.”
from -mbeya“Mapeto ndekwekupedzesera kwemunda kana nyika.”
from mapeto“Kunze ndiyo nyika yose nezvakaititenderedza pasi patinenge tigere.”
from kunze“Kambo aka kaita mukurumbira nyika yose.”
from -kurumbira“Aya manyongori anoitika pakati pevanhu munyika, nekuda kwekuti vatongi vanenge vachitonga nyika zvisingafadzi vamwe.”
from madhunamutuna