DuraMazwi
Browse Words
Words

-gumura

Shona Definition

Ku gumura kudzinga vashandi vakawanda basa panguva imwe chete. Hurumende yakagumura vanhu vakawanda kubva pamabasa gore rapera.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.