Used in other entries
“Ku dhamba kubvuma kana kushaya hanya nezvimwe zvinhu zvawakanga asingambodi kuita kana kunzwa.”
from -dhamba“Kuti chinyu kudavidza mumwe nenzira inomugodora iwe usina hanya nazvo.”
from chinyu“Ku kanyanga kubata-bata zvinhu usina hanya nazvo sezvinoita mwana achitambisa zvokudya.”
from -kanyanga“Kumanza kutaura zvinosvota vamwe iwe usina hanya nazvo.”
from -manza“Kuti kazhu kungotema usina hanya nokuti waita mutemeroi.”
from kazhu“Ku kazhura kungotema chero mutemero waunenge waita, usina hanya nezvauri kuita.”
from -kazhura