Used in other entries
“Bindu inzvimbo inorimwa sezvakaita muriwo, hanyanisi, mapuno kana maruva.”
from bindu“Hwenya kamuti kanenge hanyanisi, kanodyiwa navanhu nenguruve uye kane maruva anonhuhwirira.”
from hwenya“Mhandwe kamuti kanoita mwana anenge hanyanisi nemaruva matsvuku, kanoti kana kokukumuka kachikunguruka, vakuru vanobva vati koda kunaya zvino.”
from mhandwe