Browse Words
Shona Definition
Ku dhamba kuregedzeka kana kupera simba kunoita chiro kana chasakara. Juzi rake ranga radhamba zvokuti ranga rareba kusvika mumabvi. Kana chipfuyo chakaita semombe kana hachi chichinzi cha dhamba , chinenge chave kubvuma kushandiswa navanhu. Ku dhamba kubvuma kana kushaya hanya nezvimwe zvinhu zvawakanga asingambodi kuita kana kunzwa. Zvaforomani zvokuti handidi kuona munhu anozorora achadhamba akazvikanda pasi. -bvuma
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.