Browse Words
Shona Definition
Dzihwa zvimvura zvinosiririka nokunamuka zvakaita zvichena, zvinobuda mumhino. Dzihwa chirwere chinobata munhu kwenguva pfupi, chinovhara mhino nokuitisa zvinorembuka zvichena, zvinobuda nomumhino.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kuti fe-e kufura dzihwa zvine simba.”
from fe-e“Kana munhu achisvuta fodya yebute nomumhino, kana kudzorera dzihwa mukati memhino, anoita ruzha rwokuti fe fe .”
from fe fe“Kuti fu kufuridza kunoita munhu mhino dzake kana achifura dzihwa.”
from fu“Gosoro chirwere chinoita munhu, zvikuru kana achinzwa dzihwa, chinorwadzisa chifuva.”
from gosoro“Kuti hetsu kufura dzihwa.”
from hetsu“Kana munhu achisvuta fodya yebute nomumhino, kana kudzorera dzihwa mukati memhino, anoita ruzha rwokuti fe fe .”
from fe fe