Browse Words
Shona Definition
Ku dzikinura kubhadhara mari kana kupa chinodiwa kuti utore zvawambenge watorerwa. Ku dzikinura kuponesa munhu kana vanhu vanenge vari mumatambudziko. Jeso akadzikinura vanhu vose kubva kuzvivi zvavo.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.