Browse Words
Shona Definition
Ku dzikatira kudzivirira kuonekwa kwechimwe chinhu. -dzitira . Kana makore a dzikatira zuva anenge arivhara risaonekwi. Kana umwe akaku dzikatira anenge akuita kuti usanzwa kudziya kwezuva kana kwemoto, achiita zvokuenda mberi kwako.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.