DuraMazwi
Browse Words
Words

-dzikama

Shona Definition

Kana munhu aka dzikama anenge asina kuzhangandira uye anenge akapfava. Ku dzikama kokunze kana kwegungwa kunovapo kana pasina mhepo zhinji.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.