Used in other entries
“Iri isumbu kana kuti dutu rezvinorira, semari yesimbi kana kuti makiyi.”
from dzakatsaka“Ngoma michero inenge yakaita dutu kana kuti yakawanda.”
from ngoma“Kana shanga dzichi ngwacharika dzinenge dzadonha kana kudonhedzwa pasi dziri dutu, dzoita ruzha.”
from -ngwacharika“Ku unga kutora mbatya kana midziyo kana chii zvacho, uchizviisa panhu pamwe chete zvoita dutu.”
from -unga“dutu”
from dukutu“Kuti bvandanyu kuparadzanisa zvinhu zvinenge zvakaita dutu kana kurongedzwa.”
from bvandanu