Used in other entries
“duutuu duzura”
from duruturu“duutuu fuza”
from bwarara“Kana chikapiwa kusimbe kana kuti duutuu, hapana chachinobatsira.”
from Badza guru kupa murimi / kuripa nyope inovata naro“Norumwe rutivizve, munhu anenge ari duutuu anochenjedzwa navanhu vanenge vachimunyengedza nokumutamba dzakawanda.”
from Mai Munyarari vakangwarira panhimbe“Zvekare duutuu rinogona kuonawo parinenge roda kunyengedzwa.”
from Diro munhu / kurinyengedza rinozivawo