Used in other entries
“Ku dandaura kuridza ngoma zvine mutinhimira uye zvichinakidza.”
from -dandaura“Kana uchi dzana unenge uchisumudza makumbo, uchigaya pasi, nokutambisa muviri, pachirira ngoma kana imwewo mhanzi.”
from -dzana“Dembe kufara kunoita vanhu vachitamba ngoma vachimwa doro.”
from dembe“Kuti kwindingwi kwindingwi kurira kunoita ngoma ichiridzwa.”
from kwindingwi kwindingwi“Ku kindingidza ngoma kuiridza zvakasimba.”
from -kindingidza“Jiti mutambo wekuimba nekudzana pachiridzwa ngoma, unotambwa nevasikana nevakomana ari manheru.”
from jiti