DuraMazwi
Browse Words
Words

duumu

Shona Definition

Kuti duumu kuburitsa zvinhu zvose zvinenge zviri mukati momudziyo. Baba pavaitsvaka tsono yomushini vakati duumu rose bhokisi rezvisonwa.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.