DuraMazwi
Browse Words
Words

-unga

Shona Definition

Ku unga kutora mbatya kana midziyo kana chii zvacho, uchizviisa panhu pamwe chete zvoita dutu. Tinounga marara toapisa mugomba, kuti chivanze chiratidzike. -kumba, -wora . Ku unga kuparadzanisa goridhe nevhu zvakasanganiswa nemvura. Ku unga kutinhira kunonzwikirwa pasipasi. Kana pasi pari panyoro, mota dzinonzwikwa kuunga dziri kurekure.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.