DuraMazwi
Browse Words
Words

-danangura

Shona Definition

Kana uchi danangura unenge uchidya zvishoma nezvishoma sokunge usingadi kana kuti unosema zvauri kudya. Mwana aidya sadza achidanangura nokuti akambenge ambodya zvimwewo. Ku danangura kutaura zvinhu zvakawanda uchirondendzera, asi uchiwanza uye uchitaura zvakawanda zvisina basa. -wedzerera .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.