Used in other entries
“Unoti ko ko ko kutema danda rose iro nekatemo kadiki kakadaro, unofunga kuti ungarigona?”
from ko“Ku kwashamura kushandisa danda rakareba, riri dete, kurovesa michero kuti idonhe mumuti.”
from -kwashamura“Kana danda rikanzi gwanzu rinenge rapamurwa napakati.”
from gwanzu“Ku gwanzura kupamura sokuti danda hombe, kana kubvisa kapenga keganda romuti.”
from -gwanzura“Ku ngodora kurova musoro wemunhu mushure mokunge wapotsera dombo, danda kana chimwewo chombo.”
from -ngodora“Ichi chiridzwa chine danda rakakombamiswa ndokusungwa nechikashu kana waya, chinoridzwa nokukwenya waya iyoyi kune rimwe divi kokupedzisira kuri mumuromo.”
from chipendani