Browse Words
Shona Definition
Dandare inzvimbo isina zvimwe zvinhu zviri pairi asi pari pamusha, uye inoitisiwa zvakasiyana-siyana. ruvazhe Dandare kanzvimbo kadiki kakakomberedzwa mumunda, kanosiyirwa kazhinji kuti kagorimwa fodya.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.