Dandabvu munhu anorwara, akarukutika muviri wake, asinganatsogona kuzvibatsira. Mukomana wokufamba usiku akarohwa nematsotsi vakamusiya rangova dandabvu.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.