Used in other entries
“Ichi chibvumirano pakati pevaviri kuti vanozopanana chii, kana mumwe nemumwe aitira mumwe wacho chimwe chinhu.”
from matenganagudo“Iri izwi rinoshandiswa kurebesa chirevo, uchiratidza kuti chii chinotanga kuitika kuti chimwe chizotevera.”
from kana“Kuti hwa-a kupera kwechikafu kana zvimwewo zvinhu, kusara pasisina kana chii zvacho.”
from hwa-a“Kandi chii chiri kumboitika pamba pano apa!”
from kandi“Ku kambira nyaya kungoerekana waipindira usati wanyatsoibata kana kunzwisisa kuti vamwe vari kuti chii.”
from -kambira“Kana munhu achidzika mambure, haazivi chaanobata kuti chii.”
from Nzira masanga