Used in other entries
“Izwi rokuti matsvuku chipauro here kana kuti chiito?”
from chipauro“Ichi chiitomwana chinoshandisa kutsigira chiito, kuratidza kuti kana zviri kutaurwa zvangoitika pane zvimwezve zvichatevera.”
from -ira“Sekeni inzwi rinotaridza chiito chinotora nhambo shomanene.”
from sekeni“Iri irebeso yechiito inoratidza kuti chiito chamboitwa zvino chava kushandurwa kuti zvinhu zvidzokere pazvambotanga zviri.”
from -unura“Ichi chivakapakati chinoshandiswa kuratidza kunogona kuzoperera chiito.”
from -dakaro-