Browse Words
Shona Definition
Chijana inguva yemunhu yokuitawo zvaitwa nevamwe. Nhasi chava chijana chakowo chokubika sadza nokuti ini ndakabika nezuro. dzoro inombopuwa munhu kuti amboitawo vamwe vachizoteverawo sezvakaita pakubatsirana basa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“chijana jana zoro”
from dzoro