Used in other entries
“ronda Chironda chigumbu kana nyunyuto iri muhana momunhu.”
from chironda“daka, chigumbu, bundu, rutodo.”
from mafi“Kana munhu afa, hapana mumwe achine chigumbu naye.”
from Afa / anaka“Kunyange deno munhu anga achifara zvakadini, kana akawana chigumbu chidoko-doko pamwoyo wake, mufaro wake wose unobva wangopera.”
from Nyoka yaina duku“Chigumbu choga choga chinorwadza mwoyo womunhu.”
from Chirungurira chirwere / kunyarara unofa nacho“Ani naani anenge aine chigumbu nomunhu, anondomumhanarira kudare rashe.”
from Ishe itsime