Used in other entries
“chigunwe”
from chigumwe“Kuti kododzvo kubaya mumwe zvinorwadza, uchishandisa chigunwe kana chimwewo chinhu chakapinza.”
from kododzvo“Ku nimbura kunyika chigunwe muchikafu chakaita mvura, sezvakaita mukaka wakakora.”
from -nimbura“Ku nombora kutora zvinhu zvakaita sedovi, rupiza kana uchi uchishandisa chigunwe chimwe chete.”
from -nombora“Iyi inhumbi inopfekwa mumaoko chigunwe chimwe nechimwe chiri mukmwena kacho.”
from girovhisi“Kuti nombo kutora zvinhu zvakaita sedovi, rupiza kana uchi uchishandisa chigunwe chimwe chete.”
from nombo