DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Chirungurira chirwere / kunyarara unofa nacho

Shona Definition

Chigumbu choga choga chinorwadza mwoyo womunhu. Hazvinei kuti chigumbu chacho chikuru kana kuti chidiki. Kana munhu achinge atadzirwa zviri nani kuti adure pachena kuti nyaya yacho ienzaniswe pachinzvimbo chokuchengeta mafi mumwoyo.

English Translation

Heartburn is an illness, and keeping quiet about it can cost you your life. Any grievance, however slight, hurts, so a wronged person should speak it out and have it settled instead of storing up bitterness.

Cultural Context

“Used to urge someone to air even small complaints rather than nurse them in silence.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.