Used in other entries
“Ku kuvara kuita chironda kana pamwe panorwadza, kunyangwe zvazvo pasina chironda chinooneka.”
from -kuvara“Ku n'anyaira kufamba munhu achikamhina, senge ane chironda pagumbo.”
from -n'anyaira“Kana chironda chichi nyenga chinenge chichiramba chichirwadza nokuenderera kukura, chisingapori.”
from -nyenga“Ku kuvadza munhu kumupa chironda kana kumuita zvinorwadza panyama.”
from -kuvadza“Nhuzu chironda chinoita mvura mukati, chinobuda kana munhu atsva nemoto kana nemvura inopisa.”
from nhuzu“Kuti fufunu kubvisa kaganda kepamusoro pechinhu chakaita sembambata kana chironda.”
from fufunu