Used in other entries
“Baba vangu vaivhura dharakishoni mangwanani oga oga vasati vaenda kubasa.”
from dharakishoni“Baba pavaitsvaka tsono yomushini vakati duumu rose bhokisi rezvisonwa.”
from duumu“Mwana wose ane chitarisiro chokuva baba kana mai vemba rimwe zuva.”
from chitarisiro“Baba vakati ngatichitorima dope iri risati raoma.”
from dope“Mahumbwe mutambo wevana vaduku, vati kurei, wavanenge vachitevedzera zvinowanzoitwa mudzimba nevakuru, sekuita baba naamai, vachibikirana sadza panguva yavanodzidza kubika zvinodyiwa chaizvo.”
from mahumbwe“Akambeya neZimbabwe achitsvaga baba vake.”
from -mbeya