DuraMazwi
Browse Words
Words

dope

Shona Definition

Dope rudhaka rutete runogona kudzudzurisa imba. Dope kunyorova kwepasi kunogonesa kuti vanhu varime. Baba vakati ngatichitorima dope iri risati raoma. munya mutsava dova weti

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries