Used in other entries
“Babamukuru nomuramu vakaripiswa vatamba gwiti pamberi patezvara.”
from gwiti“Uyu musikana kana munhukadzi akaberekwa mudumbu rimwe nemukomana kana kuti mwanasikana wokwamaiguru, mainini, babamukuru kana babamunini.”
from hanzvadzisikana“Babamukuru vakapa mwana rupfumbidzo, kuitira kuti abvume zita ravo.”
from rupfumbidzo“Uyu mukomana kana munhurume akaberekwa mudumbu rimwe nemusikana, kana kuti mwanakomana wokwamaiguru, mainini, babamukuru kana babamunini.”
from hanzvadzikomana