Used in other entries
“Uyu musikana kana munhukadzi akaberekwa mudumbu rimwe nemukomana kana kuti mwanasikana wokwamaiguru, mainini, babamukuru kana babamunini.”
from hanzvadzisikana“babamunini 1a, babamudiki 1a, muramu”
from murunyana“babamunini 1a .”
from babamudiki“Uyu mukomana kana munhurume akaberekwa mudumbu rimwe nemusikana, kana kuti mwanakomana wokwamaiguru, mainini, babamukuru kana babamunini.”
from hanzvadzikomana