DuraMazwi
Browse Words
Words

-kanuka

Shona Definition

Kana uchi kanuka unenge uchitaura rimwe remazwi akawanda anoratidza kushamiswa kana kurohwa nehana. Vanhu vaiva padare vose vakangoti, "Aa!", kukanuka apo musikana akanga ava kupa umbowo hwake.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.