Browse Words
Shona Definition
Kuti kwenu kungoti marei mumwe munhu panenge pachivava kana kuswinya. Haungonditi kwenu here, nhai shamwari, pari kuvava musoro wangu apa? Kuti mumwe munhu kwenyu kumumara zvishoma kuti acheuke.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Mungasvika kumba kwenyu matota.”
from -kasa“Kuti kwenyu kupara-para panenge pachikuvava.”
from kwenyu kwenyu“Rega kureva vokwako novokunze nokuti izvi zvinoratidza kusanzwanana kwenyu.”
from Mupanje wekunze unodzivirira wemukati. (M)“Kuti kwenyu kupara-para panenge pachikuvava.”
from kwenyu kwenyu