DuraMazwi
Browse Words
Words

kare

Shona Definition

Ichi chidudzirachiito chinotaura nguva yakapera kana kuti yakasoopfuura, isingadomwi kana kuti isingachanyatsozivikanwa. Mwana wamasiya akamira apa abva pano kare. Kava kare chaizvo kubva zvatakatamira kuZhombe tichibva kwaMutoko.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries