Browse Words
Shona Definition
Iri idombo diki rine mativi maviri akaserera, rinokuyiswa dovi kana zviyo. Uyu munhu anokonzera kusawirirana kana kurwa pakati pavanhu kana mapoka, nokuti anenge achifambisa mashoko okunyepa anozokonzera kusawirirana kwevanhu ava, asi iye achiidzwa munhu kwaye.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.