Used in other entries
“Ku gota kugara pedo nemoto kuti udziyirwe zvikuru panguva yechando.”
from -gota“Dovo mucheka unenge wakasakara uye une tsvina zvikuru.”
from dovo“berezvere mutate Chipfutso munhu anoreva nhema zvikuru.”
from chipfutso“Kana basa raku dzipa rinenge rakawanda zvikuru, richinetsa kuripedza.”
from dzipa“Dhamhu reChivero iguru zvikuru uye rinoshandiswa neguta guru reHarare rose.”
from dhamhu“Chiradza munhu anodhakwa zvikuru.”
from chiradza